Kana Ageza Mukadzi Poem by Brian Tafadzwa Penny

Kana Ageza Mukadzi

Kana ageza mukadzi,
Kana ageza azvishonga,
Kana azvichenesa,
Anofunga kuti ndiye ishe,
Anofunga kuti aababa,
Saimba,
Muzunzabhachi,
Chikakarara,
Nzombe huru,

Kana ageza mukadzi,
Anotuka rudzi,
Kunyomba,
Kushoora,

Kana agaeza haachatangika otyisa,
Kana ageza haachatanginga yaashumba,
Kana ageza haachatangika yaashoroma,
Kana ageza mukadzi anozvitengesa.
Zve, anokuuraya.

COMMENTS OF THE POEM
READ THIS POEM IN OTHER LANGUAGES
Close
Error Success