Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

Rookie [Sir Zvavanhuvenhu] (15 dec 1985 / gutu mission hospital. Gutu, Zimbabwe)

Ndinokuda Zimbabwe.

Ndinokuda zimbabwe, ndokuisa payiko? Mukanwa ungazara mate, muhomwe haukwani, muhapwa ungazonhuwa dikita. Uri nyika yohuchi nomukaka, kubva zambezi kusvika Limpopo matatya. Dai uri tsvigiri ndaikukurungirira mu putugadzike, Dai uri nzimbe ndaidya namakanda, uri sadza ndaikubikira nyama. Dai uri munyu ndaikurunga muusavi. Ndinokuda Zimbabwe. Dai ur

[Report Error]