Reginald Ruwende


Reginald Ruwende Quotes

  • ''Do not learn as u grow but rather grow as u learn''
    classic life quote
    1 person liked.
    0 person did not like.

Read more quotations »

Ambuya Dembo

Manja kwamuri Masibanda
Shumba yakabara shumba yekwa Chirumhanzi
Poto-njere yaibika zvisina kana chipomera
Chapupuri chakavhunga nyika nanhasi takasenga nhoroondo
Chitubu chisina kuzombopwa nanhasi pachiri tinongonwa
Manja kwamuri Masibanda,
Manja kwamuri Ambuya Dembo

Zvamakamuti Tazvivinga maiziva here akanga azvivinga

[Report Error]