Wensy Mbirimi

Rookie - 66 Points [Rungamai] (Zimbabwe)

Biography of Wensy Mbirimi

I am writing here in my mother tongue Shona as i feel this helps me creatively for i know i express myself better in this language that comes naturally to me. I intend to later translate this poems to English for the benefit of English readers but I already have a collection Mbirimi.

PoemHunter.com Updates

Vhu Redu

Toitonga yava yedu Zimbabwe
Kuruzhinji vhu radzokera
Rutendo kunewe Gushungo
Waramba washinga
Kwatafuratira tisadzoke

Naiyo mari vamwe vangatengese
Asi chenjera pfumo raJena
Svosve Nehanda watsigira

[Report Error]