Wensy Mbirimi

Rookie - 66 Points [Rungamai] (Zimbabwe)

Zinyarimwe Zai Regondo

Ko zvaizibwa nani
Nhaiwe Jerina naMukwariwa
Rungamai dangwe hupenyu hwovavira
Kumusiya ari zinyarimwe
Wave karikoga mugarandega

Vedzimwe dzimba voti tsvatu waro
Woitwa mukomberanwa garira nokokoko
Zvarwadza kuti mukoma zamu musina kusiyidzana

[Report Error]