Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

Rookie [Sir Zvavanhuvenhu] (15 dec 1985 / gutu mission hospital. Gutu, Zimbabwe)

Do you like this poet?
10 person liked.
17 person did not like.


                          PROFILE.


Brand  :                Sir ZVAVANHUVEVHU.
Name:                 Jerrimos  .
Surname:             Mugweni.
D.O.B.      ;              15 December 1985
Gender.  :             Male.
Physical address:     21. Gora street 
                                New Mabvuku
                                Harare
      ... more »

Click here to add this poet to your My Favorite Poets.


Comments about Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

more comments »
  • Veteran Poet - 1,492 Points Richard Beevor (5/6/2014 5:46:00 AM)

    your poems are a good habit, great work

  • Rookie - 99 Points Micheal Olaniyi (5/3/2014 5:11:00 PM)

    God, i love you. You are such a good writer and also a motivator. I appreciate your comment

Read all 2 comments »
Best Poem of Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

Ndinokuda Zimbabwe.

Ndinokuda zimbabwe, ndokuisa payiko? Mukanwa ungazara mate, muhomwe haukwani, muhapwa ungazonhuwa dikita. Uri nyika yohuchi nomukaka, kubva zambezi kusvika Limpopo matatya. Dai uri tsvigiri ndaikukurungirira mu putugadzike, Dai uri nzimbe ndaidya namakanda, uri sadza ndaikubikira nyama. Dai uri munyu ndaikurunga muusavi. Ndinokuda Zimbabwe. Dai urigomo ndaikwira nyamatsatse. Uri rwendo ndaifamba kusvika ndasvika. Muchikwama ungazobiwa namatsotsi. Ndinokuda Zimbabwe, ndokuisa payiko?

Read the full of Ndinokuda Zimbabwe.

PoemHunter.com Updates

[Hata Bildir]