Ndinoda kumbotenda Musiki Pakanguva kaduku duku Kasara aka. Ndisingakanganwi Amai Vangu Nyakundibereka. NDONANGAKO zve Kuna Baba vakandidzidzisa Ndive Murume.
...
Ndatenda Hangu U.
Ndinoda kumbotenda Musiki Pakanguva kaduku duku Kasara aka. Ndisingakanganwi Amai Vangu Nyakundibereka. NDONANGAKO zve Kuna Baba vakandidzidzisa Ndive Murume. NEMI mese murikuverenga Yangu Tsamba. Imi munoterera Angu Mashoko eminwe. IMI MUNONAMATA NEMI MUSINGANAMATE. Ndinoda kukutendai. Ndimi maita ndisvike pano nhasi.
Mainditandadza vanhu Vemunharaunda Yangu. Mainditsiura ndakanganisa. Mondiudza Kana Hurihwo Hunhu u Hwako Gadzirisa. Maida Ndive pandiri nhasi. VanaMukoma Handimi here Maindiwumbira Zamo Ramai Vangu Kumombe? . Kozvamaiti Kana ndakonewa Kuriputsa Ndiriyamwe? ? ? .
Ndinoda Kumbokutendai Mese Vatsigiri Vangu. Mainditi ndinogona nokuda kwokuti Mandiwona. Mainditi Nyanzvi Iyo. IBATEYI ingatiza. Maiti Vana Vharayi Mafafitera Purezha Ingatiza. Kana Putugadzike maibika mabikazve. Muchitarira Sipika(Speaker) Yewairosi semuchainanzva. Varipiko Vaya Vokundikandira Sando o o! Ndiri Mberi kwavo? ? . Murihuchi izvi NdeZvavanhu vevhu RaMusikavanhu. SaTicha Ndichazavaza. SaMuchuri ndaitumwa Pavi.