Ndaifunga kuno hakuna
Zvino ndakazoriti ba
Rino zibaba, zihamburamukaka chairo
Richiita kukanyaira
Iro kana kumbotirimuka
Ndofunga raitobva kujimu
Zvokwadi ekuno anodya achiguta
Milton Chitsime
This poem has not been translated into any other language yet.
I would like to translate this poem