Chemera chemera chemera denga iwe ho
Chemera chemera chemera denga iwe matambudziko
chemera chemera chemera denga iwe ho
Chemera denga pasirinokanganwa iwe!
Chemera chemera chemera ngirozi ho
Chewmera chemera chemera ngirozi iyo
Chemera chemera chemera ngirozi ho
Chemera denga pasi rinokanganwa!
Chemera chemera chemera denga iwe ho
Chemera chemera chemera denga iwe matambudziko
Chemera chemera chemera denga iwe ho
Chemera denga pasi rinomedza ho!
This poem has not been translated into any other language yet.
I would like to translate this poem