Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

Rookie (15 dec 1985 / gutu mission hospital. Gutu, Zimbabwe)

Vakadzi Ma Sandak. - Poem by Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

Vakadzi ma Sandak.
Kukapisa rinotatamuka.
Kukatonhora rodzoka.
Angave wemurombo kana wemupfumi.
Vanenge vana vemunhu umwe.
Wamutanga woti ndazviwanira wangu mumwe.

Pedzezvo wabatwa nemurume wemumwe.
Asi Masandak. Kukapisa rinotatamuka.
Kwatonhora rodzoka.


Murume rikava Tsotsi.
Mukadzi ane chitsotsi.
Murume akava Hure.
mukadzi ngoma ndiyo ndiyo.
Murume akava nemari.
Nemukadzi anopfeka dzemari.
Achigara mumari.
Achidya mari.
Nekuti..... Ma Sandak.
Kukapisa rinotatamuka.
Kwatonhora rodzoka.

Topic(s) of this poem: Poem


Comments about Vakadzi Ma Sandak. by Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

There is no comment submitted by members..



Read this poem in other languages

This poem has not been translated into any other language yet.

I would like to translate this poem »

word flags


Poem Submitted: Monday, May 28, 2012

Poem Edited: Saturday, April 12, 2014


[Report Error]