Musiki wazvose
Mupi woupenyu.
Munatsi weyanano.
Musiki nyakubwinya wakanaka.
Nyakugara narinhi narinhi wavose.
Mudziyo wemweya WaMwari.
Muyananisi munaiye Mwari Baba.
Rakasimba Dhaka rakatiwumba.
Nguva yove Hubenzi.
MuMhuri Yedu muna ivo Mwari.