Ndimi munoziva zvavanogarondinamatira. Rugare kwandiri havamboti ndive nenhamo. Zvangu Zvese zvive Correct vanokumbira. Vapeiwo zvavanondishuwira. Pavanoti vonamata kuti vavate. Mundangariro dzavo Vondirongedza. Pavanorira nadzo Ndimi. SHINDERAMAKASHANDAMARIYANDAKAMATARITAUTATINEPi ko! ? ****. Ndimi munoziva Zvavanenge vachindinyengeterera. Vanofamba netsoka Vanoda ndikwire ndege. Ndimi, ndimi, ndimi Ishe! . Munovagonera ivo nemhuri dzavo. Ndivo vatenderi venyu ndinopinda navo Kereke. Ko o? , madi i mangovaropafadzawo vese vanoda Zvangu zvese zvive Correct. ZvATI. Zvati kana zvazoti Nditi zvangu zvese Zvava Correct, zvichati zvoti nekuti vanoti ndigozoti zvava Correct.
This poem has not been translated into any other language yet.
I would like to translate this poem