Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

Rookie (15 dec 1985 / gutu mission hospital. Gutu, Zimbabwe)

Ndinewe. - Poem by Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

Ndinozviziva uri kure. Nguva mundangariro ndinotsukudzira. Moyo wodokwairira bwako huvepo. Necheparutivi pangu nechepaditi. Tivete zvedu nyama dzakazorora. Ndinewe.

Pese pandinotarira wako mufananidzo wechako chiso.
Pese pandinobwaira rangu Ziso.
Serabaiwa nemunzwa pamboni. Newangu mwoyo handigoni. Nekuti ndinewe! .

Listen to this poem:

Comments about Ndinewe. by Poet jerrimos mugweni(ZVAVANHUVEVHU)

There is no comment submitted by members..



Read this poem in other languages

This poem has not been translated into any other language yet.

I would like to translate this poem »

word flags

What do you think this poem is about?



Poem Submitted: Sunday, May 20, 2012



[Report Error]