Munyaradzi donald II Kuutsi Poems

Hit Title Date Added
1.
Humba[nyanguru]

Maita Humba Nyanguru,
VaBarwe,
mukaonekwa naani mubarwe
Maita Makombe,
...

2.
Doro

Ndini zvangu hwahwa,
unondivinga wega ini ndakadekara,
Wozunza hako mashereni ekunditenga,
Mari yekunditsvaga haishaikwe kana yakubata nhomba,
...

3.
Mbodza

Ya! ! ! Waizviti wakangwara, uchizviti tsuro magen'a, uchizvirova dundundu,
uchinochaya mapoto nepfambi
uchivanza, mbodza yako yawaibika, tarira uwone nhasi chawakadya chamuka,
waiti haubatwe, hapana chakavanzika chisingafe chakabida pachena, heyo iyo Mbodza yawatibikira yozvimbira vamwe newe pachako,
...

4.
Pasi Papinduka

Vakafa havana chavakaona,
zviri pano pasi zvakawoma.,
Chokwadi pasi papinduka
vanhukadzi vave kufamba vakashama yowe! ! Yowe! ! Asi ndichochimanje manje chacho?
...

5.
Amai Vangu

6.
Chazezesa Mutunhu Une Mago

Ndini zvangu Chazezesa, hapana anoti bufu! patsiva
Patsiva vanotiziva, kungosvika pane zvibhakera,
Tinoti nechemumoyo "mudzimu waro bonga kuwona huku dzichirwa"
Iwo mawoko edu agara achiswinya nechekare,
...

7.
Shuramatongo

Ndini hangu zida watora,
Zida watasva,
Handisarudze, vadiki vachine mukaka pamhino,
Vechidiki, vabva zera, Vakwegura,
...

8.
Amai-Ii

Amai makandida ndichiri mudumbu,
Ndi notenda nemwedzi mipfumbamwe yamakanditakura mudumbu,
Maka kosha semweya wandinofema, unova upenyu wangu,
Amai muri chipo chikuru muupenyu hwangu,
...

9.
Ndoita Sei

Ndiri ndega zvangu,
Ndichipunyaira neshungu,
Ingawani vakuru vakati, kunyarara kunokunda zvakawanda!
Kungowanikwa ndakazvinyararirwa, hanzi " akazungaira"
...

10.
Ziva Kwawakabva

Munyaradzi, ziva kwawakabva machewe,
Cheuka, uringe nzira yawakafamba, mukati me rwendo,
Natsai kwamabva kwamunoenda usiku MAKOMBE,
Ipa rutendo nerukudzo nezvawakaitirwa,
...

Close
Error Success