Wensy Mbirimi

Rookie - 66 Points [Rungamai] (Zimbabwe)

Wensy Mbirimi Poems

1. Rudo Paruvengo 1/15/2015
2. Zinyarimwe Zai Regondo 1/15/2015
3. Vhu Redu 1/15/2015
4. Pakukura 1/15/2015
5. Ndodemba Dzangu Ng'Ombe 1/15/2015
6. Shananguro 1/15/2015
7. Detembira Pajakwara 1/15/2015
8. Chichenai Mwoyo 1/15/2015
9. Mukomberanwa 1/15/2015
Best Poem of Wensy Mbirimi

Mukomberanwa

Tichakura mumakura tichavhima
Shuro kuvhima yaiva nyore
Waingove mukomberanwa garira nokokoko
Pokutizira mhuka yoshaya mbwa dzobata nyore

Zvino ndakura hupenyu hwondiita tsuro
Ndovhimwa ndahwa, ndakombwa vondibata huro
Pokutizira ndashaya newangu handimuoni
Rufu rwonditevera ndega ndosara muchakasara
Wehukama, mutorwa angu meso apofomadzwa
Ndiani angandiburewo mugango remarwadzo

Hezvo mhuri yasara somuchengeti ndokoniwa
Kana nomumwe ati kotama munzwa titumbure
Nhaiwe Jerina naMukwariwa
Hamuoniwo Rungamai renyu dangwe radokwaira
Vavhimi vose ...

Read the full of Mukomberanwa
[Report Error]